Numeri 1:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Aya ndiwo mazita evarume vamuchamira navo: wekwaRubheni, Erizuri+ mwanakomana waShedheuri; 6 wekwaSimiyoni, Sherumieri+ mwanakomana waZurishadhai; Numeri 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Vedzinza raSimiyoni ndivo vachadzika musasa pedyo naye; jinda revanakomana vaSimiyoni ndiSherumieri+ mwanakomana waZurishadhai.
5 Aya ndiwo mazita evarume vamuchamira navo: wekwaRubheni, Erizuri+ mwanakomana waShedheuri; 6 wekwaSimiyoni, Sherumieri+ mwanakomana waZurishadhai;
12 Vedzinza raSimiyoni ndivo vachadzika musasa pedyo naye; jinda revanakomana vaSimiyoni ndiSherumieri+ mwanakomana waZurishadhai.