Numeri 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Torai murume mumwe chete mudzinza rimwe nerimwe; mumwe nemumwe anofanira kuva mukuru weimba yemadzibaba ake.+ Numeri 1:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 vekuvanakomana vaJosefa: wekwaEfremu,+ Erishama mwanakomana waAmihudhi; wekwaManase, Gamarieri mwanakomana waPedhazuri; Numeri 2:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Dzinza rinozomutevera nderaManase;+ jinda revanakomana vaManase ndiGamarieri+ mwanakomana waPedhazuri.
4 “Torai murume mumwe chete mudzinza rimwe nerimwe; mumwe nemumwe anofanira kuva mukuru weimba yemadzibaba ake.+
10 vekuvanakomana vaJosefa: wekwaEfremu,+ Erishama mwanakomana waAmihudhi; wekwaManase, Gamarieri mwanakomana waPedhazuri;
20 Dzinza rinozomutevera nderaManase;+ jinda revanakomana vaManase ndiGamarieri+ mwanakomana waPedhazuri.