-
Joshua 3:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 vakarayira vanhu vachiti: “Pamunongoona areka yesungano yaJehovha Mwari wenyu yakatakurwa nevapristi vedzinza raRevhi,+ munofanira kubva panzvimbo yenyu, moitevera. 4 Asi munofanira kufamba muri kure nayo nemakubhiti anenge 2 000;* musatomboswedera pedyo nayo, kuitira kuti muzive nzira yamuchaenda nayo, nekuti hamusati mambofamba nenzira yacho.”
-