-
Dheuteronomi 1:22, 23Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
22 “Asi imi mese makauya kwandiri mukati, ‘Ngatitumei varume mberi kwedu kuti vanoongorora nyika yacho, vodzoka kuzotiudza kuti tofamba nenzira ipi uye kuti maguta ariko akaita sei.’+ 23 Ndakaona kuti pfungwa yacho yakanga yakanaka, saka ndakasarudza varume 12 pakati penyu, murume mumwe chete kubva mudzinza rimwe nerimwe.+
-