-
Dheuteronomi 1:27, 28Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
27 Makaramba muchinyunyuta muri mumatende enyu, muchiti, ‘Jehovha akatibudisa munyika yeIjipiti kuti atiise mumaoko evaAmori kuti vatiparadze nekuti aitivenga. 28 Nzvimbo yatiri kuenda yakaita sei? Hama dzedu dzakatiodza mwoyo*+ dzichiti, “Vanhu vacho vahombe uye varefu kutipfuura, uye maguta avo makuru, ane masvingo anosvika kumatenga,*+ uye takaona vanakomana vevaAnaki.”’+
-