Eksodho 32:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Munoda here kuti vaIjipiti vazoti, ‘Aivafungira zvakaipa paakavabudisa muno. Aida kuvaurayira mumakomo uye kuvaparadza panyika’?+ Dzorai hasha dzenyu huru uye dzorai mwoyo wenyu,* murege kuunzira vanhu venyu dambudziko iri. Ezekieri 20:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Zvisinei, ndakazviitira kuti zita rangu rirege kuzvidzwa nemarudzi avaigara nawo.+ Nekuti ndakaita kuti vandizive pamberi pemarudzi acho pandakavabudisa munyika yeIjipiti.+
12 Munoda here kuti vaIjipiti vazoti, ‘Aivafungira zvakaipa paakavabudisa muno. Aida kuvaurayira mumakomo uye kuvaparadza panyika’?+ Dzorai hasha dzenyu huru uye dzorai mwoyo wenyu,* murege kuunzira vanhu venyu dambudziko iri.
9 Zvisinei, ndakazviitira kuti zita rangu rirege kuzvidzwa nemarudzi avaigara nawo.+ Nekuti ndakaita kuti vandizive pamberi pemarudzi acho pandakavabudisa munyika yeIjipiti.+