2 Makoronike 15:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Saka akaenda kunosangana naAsa akati kwaari: “Asa nemi vaJudha vese nevaBhenjamini, ndinzwei! Jehovha anemi kana imi mukangoramba muinaye;+ uye kana mukamutsvaga, achaita kuti mumuwane,+ asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+
2 Saka akaenda kunosangana naAsa akati kwaari: “Asa nemi vaJudha vese nevaBhenjamini, ndinzwei! Jehovha anemi kana imi mukangoramba muinaye;+ uye kana mukamutsvaga, achaita kuti mumuwane,+ asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+