-
Numeri 28:6, 7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Iwo mupiro unogara uchipiswa nemoto+ wakatanga kupiwa paGomo reSinai kuti unhuhwirire zvakanaka,* mupiro unopisirwa Jehovha nemoto, 7 pamwe chete nemupiro wacho wechinwiwa, chikamu chimwe chete pazvina chehini pagwayana gono rimwe nerimwe.+ Dururirai Jehovha chinwiwa chacho chinodhaka munzvimbo tsvene.
-