RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 3:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Unofanira kugadza Aroni nevanakomana vake, uye vanofanira kuita mabasa avo eupristi,+ uye munhu wese asingabvumirwi* anoswedera pedyo anofanira kuurayiwa.”+

  • Numeri 3:38
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 38 Vaya vakanga vakadzika musasa pamberi petebhenekeri nechekumabvazuva, pamberi petende rekusanganira nechekumabvazuva, ndiMozisi naAroni nevanakomana vake. Ndivo vaiona nezvenzvimbo tsvene, vachimiririra vaIsraeri. Munhu wese asingabvumirwi* aiswedera pedyo aifanira kuurayiwa.+

  • Numeri 16:45
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 45 “Imi varume, ibvai pakati peungano iyi, kuti ndibva ndangovaparadza izvozvi.”+ Ivo vakabva vapfugama, vakaisa misoro yavo pasi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe