Numeri 16:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Itai izvi: Torai midziyo yekuisira moto,+ iwe Kora nevatsigiri vako vese,+ 7 muise moto mukati mayo, moisamo rusenzi pamberi paJehovha mangwana, uye munhu achasarudzwa naJehovha,+ ndiye mutsvene. Imi vanakomana vaRevhi+ mazonyanya!”
6 Itai izvi: Torai midziyo yekuisira moto,+ iwe Kora nevatsigiri vako vese,+ 7 muise moto mukati mayo, moisamo rusenzi pamberi paJehovha mangwana, uye munhu achasarudzwa naJehovha,+ ndiye mutsvene. Imi vanakomana vaRevhi+ mazonyanya!”