RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 3:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Unofanira kupa vaRevhi kuna Aroni nevanakomana vake. Ndivo vaakapiwa sezvipo vachibva pavaIsraeri.+

  • Numeri 3:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 “Ona! Ini ndiri kutora vaRevhi pakati pevaIsraeri panzvimbo pematangwe* ese evaIsraeri,+ uye vaRevhi vachava vangu.

  • Numeri 8:15, 16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Pashure paizvozvo vaRevhi vachapinda kuti vashumire patende rekusanganira. Aya ndiwo machenesero aunofanira kuvaita, wovapa* semupiro unovheyeswa. 16 Nekuti ndakavapiwa sezvipo kubva pavaIsraeri. Ndichavatora kuti vave vangu panzvimbo pematangwe ese evaIsraeri.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe