Revhitiko 17:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti upenyu hwenyama huri muropa,+ uye ini ndakariisa paatari+ kuti imi muzviyananisire,* nekuti ropa ndiro rinoyananisira+ kuburikidza neupenyu huri mariri.*
11 Nekuti upenyu hwenyama huri muropa,+ uye ini ndakariisa paatari+ kuti imi muzviyananisire,* nekuti ropa ndiro rinoyananisira+ kuburikidza neupenyu huri mariri.*