13 Munhu wese anobata chero chitunha chemunhu orega kuzvinatsa, asvibisa tebhenekeri+ yaJehovha, uye munhu iyeye anofanira kubviswa pakati paIsraeri.+ Iye anoramba asina kuchena nekuti haana kusaswa mvura yekuchenesa+ nayo. Kusachena kwake kunoramba kuri paari.