4 Ndiye akabvisa nzvimbo dzakakwirira,+ akaputsa shongwe dzinoyera, akatema bango rinoyera.+ Akapwanya-pwanyawo nyoka yemhangura yakanga yagadzirwa naMozisi;+ nekuti kusvika panguva iyoyo vaIsraeri vakanga vachiikwidzira utsi hwezvibayiro, uye vaiishevedza kuti chifananidzo chenyoka yemhangura.