Numeri 22:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Ngirozi yaJehovha yakabva yati kwaari: “Waroverei dhongi rako katatu aka? Ini ndini ndauya kuzokutadzisa kuenda, nekuti nzira yako inopesana nekuda kwangu.+
32 Ngirozi yaJehovha yakabva yati kwaari: “Waroverei dhongi rako katatu aka? Ini ndini ndauya kuzokutadzisa kuenda, nekuti nzira yako inopesana nekuda kwangu.+