Numeri 22:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Asi Mwari akati kuna Bharami: “Usaenda navo. Usatuka vanhu vacho, nekuti vakakomborerwa.”+