Numeri 23:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Bharaki akati kwaari: “Uya tiende kune imwe nzvimbo paunogona kuvaona uri. Uchangoona vamwe vacho; hauzovaoni vese. Unditukire vanhu ivavo uri ipapo.”+
13 Bharaki akati kwaari: “Uya tiende kune imwe nzvimbo paunogona kuvaona uri. Uchangoona vamwe vacho; hauzovaoni vese. Unditukire vanhu ivavo uri ipapo.”+