Numeri 31:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Handiti ndivo vakaudzwa naBharami kuti vafurire vaIsraeri kuti vaite zvinhu zvekusatendeka+ kuna Jehovha panyaya yekuPeori,+ zvekuti denda rakawira ungano yaJehovha?+ 1 VaKorinde 10:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ngatiregeiwo kuita upombwe,* sevamwe vavo vakaita upombwe,* vakazofa, 23 000 musi mumwe chete.+ Zvakazarurwa 2:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “‘Kunyange zvakadaro, zvishoma zvandinopesana newe ndezvekuti une vaya vari kutevera dzidziso yaBharami,+ uyo akadzidzisa Bharaki+ kuti aite zvinhu zvinotsausa vanakomana vaIsraeri, kuti vadye zvinhu zvakabayirwa zvidhori uye kuti vaite upombwe.*+
16 Handiti ndivo vakaudzwa naBharami kuti vafurire vaIsraeri kuti vaite zvinhu zvekusatendeka+ kuna Jehovha panyaya yekuPeori,+ zvekuti denda rakawira ungano yaJehovha?+
14 “‘Kunyange zvakadaro, zvishoma zvandinopesana newe ndezvekuti une vaya vari kutevera dzidziso yaBharami,+ uyo akadzidzisa Bharaki+ kuti aite zvinhu zvinotsausa vanakomana vaIsraeri, kuti vadye zvinhu zvakabayirwa zvidhori uye kuti vaite upombwe.*+