5 Usazvikotamira kana kunyengedzwa kuti uzvishumire,+ nekuti ini, Jehovha Mwari wako, ndiri Mwari anoda kuzvipira kwakazara,+ anoranga vanakomana nekuda kwekukanganisa kwemadzibaba avo, kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechechina chevaya vanondivenga,