Numeri 25:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Saka Israeri akabatana navo pakunamata Bhaari* wePeori,+ uye Jehovha akatsamwira Israeri kwazvo. Numeri 31:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Handiti ndivo vakaudzwa naBharami kuti vafurire vaIsraeri kuti vaite zvinhu zvekusatendeka+ kuna Jehovha panyaya yekuPeori,+ zvekuti denda rakawira ungano yaJehovha?+
16 Handiti ndivo vakaudzwa naBharami kuti vafurire vaIsraeri kuti vaite zvinhu zvekusatendeka+ kuna Jehovha panyaya yekuPeori,+ zvekuti denda rakawira ungano yaJehovha?+