13 Gidhiyoni akabva ati kwairi: “Pamusoroi ishe wangu, kana Jehovha ainesu, nei zvese izvi zvatiwira?+ Mabasa ake ese anoshamisa ari kupi atakaudzwa nemadzibaba edu,+ achiti, ‘Jehovha haana kutibudisa muIjipiti here?’+ Iye zvino Jehovha atisiya+ uye atiisa mumaoko evaMidhiyani.”