1 Madzimambo 8:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 MuAreka macho makanga musina chinhu kunze kwemahwendefa maviri ematombo+ akaiswa imomo naMozisi+ kuHorebhi, Jehovha paakaita sungano+ nevaIsraeri pavaibuda munyika yeIjipiti.+
9 MuAreka macho makanga musina chinhu kunze kwemahwendefa maviri ematombo+ akaiswa imomo naMozisi+ kuHorebhi, Jehovha paakaita sungano+ nevaIsraeri pavaibuda munyika yeIjipiti.+