Vatongi 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Vakasiya Jehovha Mwari wemadzibaba avo, uyo akavabudisa munyika yeIjipiti.+ Uye vakatevera vamwe vanamwari, ivo vanamwari vemarudzi aiva akavapoteredza,+ uye vakavakotamira, vakagumbura Jehovha.+ 1 Madzimambo 14:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 VaJudha vaiita zvakaipa pamberi paJehovha,+ uye vakamugumbura nezvivi zvavo kupfuura zvakanga zvaitwa nemadzitateguru avo.+ 1 VaKorinde 10:21, 22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Hamugoni kunwira mukapu yaJehovha* uye mukapu yemadhimoni; hamugoni kudyira “patafura yaJehovha”*+ uye patafura yemadhimoni. 22 ‘Tiri kuda kuti Jehovha* ave negodo here’?+ Ko isu tine simba kumupfuura here?
12 Vakasiya Jehovha Mwari wemadzibaba avo, uyo akavabudisa munyika yeIjipiti.+ Uye vakatevera vamwe vanamwari, ivo vanamwari vemarudzi aiva akavapoteredza,+ uye vakavakotamira, vakagumbura Jehovha.+
22 VaJudha vaiita zvakaipa pamberi paJehovha,+ uye vakamugumbura nezvivi zvavo kupfuura zvakanga zvaitwa nemadzitateguru avo.+
21 Hamugoni kunwira mukapu yaJehovha* uye mukapu yemadhimoni; hamugoni kudyira “patafura yaJehovha”*+ uye patafura yemadhimoni. 22 ‘Tiri kuda kuti Jehovha* ave negodo here’?+ Ko isu tine simba kumupfuura here?