1 Samueri 12:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Vakashevedzera kuna Jehovha kuti avabatsire+ uye vakati, ‘Takatadza,+ nekuti takasiya Jehovha tikashumira vanaBhaari+ nemifananidzo yaAshtoreti;+ asi iye zvino tinunureiwo mumaoko evavengi vedu, kuti tikushumirei.’ 1 Samueri 12:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Musatsauka muchitevera zvinhu zvisina maturo,*+ zvisingabatsiri+ uye zvisinganunuri, nekuti hazvina maturo.*
10 Vakashevedzera kuna Jehovha kuti avabatsire+ uye vakati, ‘Takatadza,+ nekuti takasiya Jehovha tikashumira vanaBhaari+ nemifananidzo yaAshtoreti;+ asi iye zvino tinunureiwo mumaoko evavengi vedu, kuti tikushumirei.’
21 Musatsauka muchitevera zvinhu zvisina maturo,*+ zvisingabatsiri+ uye zvisinganunuri, nekuti hazvina maturo.*