Revhitiko 26:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ndichatuma zvikara zvesango pakati penyu,+ uye zvichakuurayirai vana venyu,+ zvichapedza zvipfuwo zvenyu, uye zvichaita kuti musare mava vashoma, uye migwagwa yenyu ichange isisina anoifamba.+
22 Ndichatuma zvikara zvesango pakati penyu,+ uye zvichakuurayirai vana venyu,+ zvichapedza zvipfuwo zvenyu, uye zvichaita kuti musare mava vashoma, uye migwagwa yenyu ichange isisina anoifamba.+