Mariro 1:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Jehovha tarisai, nekuti ndiri kunetseka chaizvo. Mudumbu mangu hamuna* kugadzikana. Mwoyo wangu wapinduruka mukati mangu, nekuti ndakapanduka zvisingaiti.+ Kunze kune bakatwa riri kupedza vanhu;+ uye mumba makaita serufu.
20 Jehovha tarisai, nekuti ndiri kunetseka chaizvo. Mudumbu mangu hamuna* kugadzikana. Mwoyo wangu wapinduruka mukati mangu, nekuti ndakapanduka zvisingaiti.+ Kunze kune bakatwa riri kupedza vanhu;+ uye mumba makaita serufu.