1 Samueri 12:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Jehovha haazosiyi vanhu vake+ nemhaka yezita rake guru,+ nekuti Jehovha pachake ndiye akakusarudzai kuti muve vanhu vake.+ Ezekieri 20:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndakazviitira kuti zita rangu rirege kuzvidzwa nemarudzi akaona ndichivabudisa.+
22 Jehovha haazosiyi vanhu vake+ nemhaka yezita rake guru,+ nekuti Jehovha pachake ndiye akakusarudzai kuti muve vanhu vake.+