Hosiya 14:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndiani akachenjera? Kana aripo ngaanzwisise zvinhu izvi. Ndiani akangwara? Ngaazvizive. Nekuti nzira dzaJehovha dzakarurama,+Uye vakarurama vachafamba madziri;Asi vatadzi vachagumburwa madziri.
9 Ndiani akachenjera? Kana aripo ngaanzwisise zvinhu izvi. Ndiani akangwara? Ngaazvizive. Nekuti nzira dzaJehovha dzakarurama,+Uye vakarurama vachafamba madziri;Asi vatadzi vachagumburwa madziri.