VaHebheru 10:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Nekuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndekwangu; ndichadzorera.” Uye akatizve: “Jehovha* achatonga vanhu vake.”+
30 Nekuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndekwangu; ndichadzorera.” Uye akatizve: “Jehovha* achatonga vanhu vake.”+