RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 2:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Pese pavaipiwa vatongi naJehovha,+ Jehovha aibva ava nemutongi wacho ovaponesa kubva mumaoko evavengi vavo mazuva ese emutongi wacho; nekuti Jehovha aivanzwira tsitsi*+ nekugomera kwavaiita kwaikonzerwa nevaya vaivadzvinyirira+ nevaya vaivaitira utsinye.

  • Pisarema 90:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Dzokai, haiwa Jehovha!+ Izvi zvicharamba zvakadai kusvikira riini?+

      Nzwirai tsitsi vashumiri venyu.+

  • Pisarema 106:45
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 45 Aiyeuka sungano yake navo,

      Uye ainzwa tsitsi,* pamusana perudo rwake rukuru rusingachinji.+

  • Pisarema 135:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Nekuti Jehovha achadzivirira vanhu vake,*+

      Uye achanzwira tsitsi vashumiri vake.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe