Vatongi 10:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Endai kuna vanamwari vamakasarudza, muvakumbire kuti vakubatsirei.+ Ngavakununurei munguva yekutambudzika kwenyu.”+
14 Endai kuna vanamwari vamakasarudza, muvakumbire kuti vakubatsirei.+ Ngavakununurei munguva yekutambudzika kwenyu.”+