Revhitiko 26:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mwaka wenyu wekupura uchasvika panguva yamunokohwa mazambiringa, uye kukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yekudyara mbeu; uye muchadya zvekudya zvenyu muchiguta, mogara munyika yenyu pasina chinokuwanai.+ Pisarema 65:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Munochengeta nyika,Muchiita kuti ibereke zvakawanda* uye kuti ipfume.+ Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura;Munoita kuti vawane zviyo,*+Nekuti ndiwo magadziriro amakaita nyika.
5 Mwaka wenyu wekupura uchasvika panguva yamunokohwa mazambiringa, uye kukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yekudyara mbeu; uye muchadya zvekudya zvenyu muchiguta, mogara munyika yenyu pasina chinokuwanai.+
9 Munochengeta nyika,Muchiita kuti ibereke zvakawanda* uye kuti ipfume.+ Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura;Munoita kuti vawane zviyo,*+Nekuti ndiwo magadziriro amakaita nyika.