-
Numeri 30:16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 “Iyi ndiyo mirau yakarayirwa Mozisi naJehovha pamusoro pemurume nemudzimai wake, uye pamusoro pababa nemwanasikana wavo achiri mudiki, achiri kugara mumba mababa vake.”
-
-
Dheuteronomi 6:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 “Iyi ndiyo mirayiro, nemirau, nemitongo yawakapiwa naJehovha Mwari wako kuti akudzidzise, kuti uichengete paunenge wayambuka uchipinda munyika yauri kufanira kutora,
-