Revhitiko 26:46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 Iyi ndiyo mirau, mitongo, nemitemo zvakagadzwa naJehovha pakati pake nevaIsraeri muGomo reSinai achishandisa Mozisi.+ Dheuteronomi 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Saka imi vaIsraeri, teererai mirau nemitongo zvandiri kukudzidzisai kuti muchengete, kuti murarame+ uye mupinde mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha, Mwari wemadzitateguru enyu.
46 Iyi ndiyo mirau, mitongo, nemitemo zvakagadzwa naJehovha pakati pake nevaIsraeri muGomo reSinai achishandisa Mozisi.+
4 “Saka imi vaIsraeri, teererai mirau nemitongo zvandiri kukudzidzisai kuti muchengete, kuti murarame+ uye mupinde mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha, Mwari wemadzitateguru enyu.