Eksodho 20:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Usashandisa zita raJehovha Mwari wako zvisina kukodzera,+ nekuti Jehovha haazoregi kuranga munhu anoshandisa zita rake zvisina kukodzera.+ Revhitiko 24:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka munhu anomhura zita raJehovha anotofanira kuurayiwa.+ Ungano yese inotofanira kumutema nematombo. Mutorwa anofanira kuurayiwa sezvinongoitwa munhu wemunyika yacho kana amhura Zita.
7 “Usashandisa zita raJehovha Mwari wako zvisina kukodzera,+ nekuti Jehovha haazoregi kuranga munhu anoshandisa zita rake zvisina kukodzera.+
16 Saka munhu anomhura zita raJehovha anotofanira kuurayiwa.+ Ungano yese inotofanira kumutema nematombo. Mutorwa anofanira kuurayiwa sezvinongoitwa munhu wemunyika yacho kana amhura Zita.