Eksodho 13:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Kana Jehovha akusvitsai kunyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaHivhi, nevaJebhusi,+ yaakapikira madzitateguru enyu kuti achakupai,+ nyika inoyerera uchi nemukaka,+ munofanira kuita mhemberero iyi mwedzi uno. Dheuteronomi 1:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Onai, ndiri kuisa nyika yacho pamberi penyu. Pindai mutore nyika yakapikirwa naJehovha madzibaba enyu, Abrahamu, Isaka,+ naJakobho,+ kuti achapa ivo nevana* vavo vaizovatevera.’+
5 Kana Jehovha akusvitsai kunyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaHivhi, nevaJebhusi,+ yaakapikira madzitateguru enyu kuti achakupai,+ nyika inoyerera uchi nemukaka,+ munofanira kuita mhemberero iyi mwedzi uno.
8 Onai, ndiri kuisa nyika yacho pamberi penyu. Pindai mutore nyika yakapikirwa naJehovha madzibaba enyu, Abrahamu, Isaka,+ naJakobho,+ kuti achapa ivo nevana* vavo vaizovatevera.’+