Revhitiko 18:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Munofanira kuchengeta mirau yangu nemitongo yangu; ichaita kuti munhu wese anoichengeta ararame.+ Ndini Jehovha. Dheuteronomi 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Saka imi vaIsraeri, teererai mirau nemitongo zvandiri kukudzidzisai kuti muchengete, kuti murarame+ uye mupinde mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha, Mwari wemadzitateguru enyu. VaGaratiya 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Mutemo haubvi pakutenda. Asi kuti “unoita kuti munhu anouchengeta ararame.”+
5 Munofanira kuchengeta mirau yangu nemitongo yangu; ichaita kuti munhu wese anoichengeta ararame.+ Ndini Jehovha.
4 “Saka imi vaIsraeri, teererai mirau nemitongo zvandiri kukudzidzisai kuti muchengete, kuti murarame+ uye mupinde mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha, Mwari wemadzitateguru enyu.