Ezekieri 20:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zuva iroro ndakapika kuti ndichavabudisa munyika yeIjipiti ndichivaendesa kunyika yandakavatsvagira, nyika inoyerera uchi nemukaka.+ Yaiva nyika yakanaka kupfuura dzimwe dzese.*
6 Zuva iroro ndakapika kuti ndichavabudisa munyika yeIjipiti ndichivaendesa kunyika yandakavatsvagira, nyika inoyerera uchi nemukaka.+ Yaiva nyika yakanaka kupfuura dzimwe dzese.*