Eksodho 23:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “Ndichaisa muganhu wako kubvira kuGungwa Dzvuku kusvikira kugungwa revaFiristiya uye kubvira kurenje kusvikira kuRwizi;*+ nekuti ndichaisa vagari vemunyika yacho muruoko rwako, uye uchavadzinga pamberi pako.+ Dheuteronomi 7:23, 24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Jehovha Mwari wako achavaisa muruoko rwako, ovakunda zvachose, kusvikira vapera vese.+ 24 Achaisa madzimambo avo muruoko rwako,+ uye uchaparadza mazita avo pasi pedenga.+ Hapana munhu achamirisana newe,+ kusvikira wavaparadza.+
31 “Ndichaisa muganhu wako kubvira kuGungwa Dzvuku kusvikira kugungwa revaFiristiya uye kubvira kurenje kusvikira kuRwizi;*+ nekuti ndichaisa vagari vemunyika yacho muruoko rwako, uye uchavadzinga pamberi pako.+
23 Jehovha Mwari wako achavaisa muruoko rwako, ovakunda zvachose, kusvikira vapera vese.+ 24 Achaisa madzimambo avo muruoko rwako,+ uye uchaparadza mazita avo pasi pedenga.+ Hapana munhu achamirisana newe,+ kusvikira wavaparadza.+