Revhitiko 18:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Saka nyika yacho haina kuchena, uye ndichairangira kutadza kwayo, yorutsa vagari vayo.+