RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 5:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Makabva mati, ‘Onai Jehovha Mwari wedu atiratidza kubwinya kwake neukuru hwake, uye tanzwa inzwi rake richibuda mumoto.+ Nhasi taona kuti Mwari anogona kutaura nemunhu, munhu wacho oramba ari mupenyu.+

  • Dheuteronomi 9:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Ndakatanga kuteterera Jehovha ndikati, ‘Haiwa Changamire Ishe Jehovha, musaparadza vanhu venyu. Ivo ipfuma yenyu,*+ vamakadzikinura neukuru hwenyu, vamakabudisa muIjipiti neruoko rune simba.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe