Joshua 14:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Mozisi akapika musi uya achiti: ‘Nyika yawakafamba netsoka dzako ichava nhaka yako neyevanakomana vako kwenguva refu, nekuti wakatevera Jehovha Mwari wangu nemwoyo wako wese.’+
9 Mozisi akapika musi uya achiti: ‘Nyika yawakafamba netsoka dzako ichava nhaka yako neyevanakomana vako kwenguva refu, nekuti wakatevera Jehovha Mwari wangu nemwoyo wako wese.’+