2 Makoronike 7:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Jehovha akabva azviratidza kuna Soromoni+ usiku, akati kwaari: “Ndanzwa munyengetero wako, uye ndasarudza nzvimbo ino kuti ive imba yangu yekubayira zvibayiro.+
12 Jehovha akabva azviratidza kuna Soromoni+ usiku, akati kwaari: “Ndanzwa munyengetero wako, uye ndasarudza nzvimbo ino kuti ive imba yangu yekubayira zvibayiro.+