Revhitiko 11:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 Musaita kuti zvisikwa zvinofamba zvakawanda zvikuitei vanhu vanosemesa, uye musasvibiswa nazvo moitwa vasina kuchena.+ Revhitiko 20:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Munofanira kusiyanisa mhuka dzakachena nedzisina kuchena, shiri dzisina kuchena nedzakachena;+ musaita kuti mhuka kana shiri kana chero chinhu chinokambaira panyika chandakatsaura kwamuri kuti hachina kuchena chikuitei vanhu vanosemesa.+ Mabasa 10:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Asi Petro akati: “Hazviiti Ishe, nekuti handina kumbobvira ndadya chinhu chakasviba, chisina kuchena.”+
43 Musaita kuti zvisikwa zvinofamba zvakawanda zvikuitei vanhu vanosemesa, uye musasvibiswa nazvo moitwa vasina kuchena.+
25 Munofanira kusiyanisa mhuka dzakachena nedzisina kuchena, shiri dzisina kuchena nedzakachena;+ musaita kuti mhuka kana shiri kana chero chinhu chinokambaira panyika chandakatsaura kwamuri kuti hachina kuchena chikuitei vanhu vanosemesa.+
14 Asi Petro akati: “Hazviiti Ishe, nekuti handina kumbobvira ndadya chinhu chakasviba, chisina kuchena.”+