Eksodho 22:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Usabata mutorwa zvisina kunaka kana kumudzvinyirira,+ nekuti imi maimbova vatorwa munyika yeIjipiti.+ Dheuteronomi 10:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Anotonga zvakarurama nyaya dzenherera nechirikadzi+ uye anoda mutorwa,+ achimupa zvekudya nezvekupfeka. Jakobho 1:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Kunamata kwakachena uye kusina kusviba kuna Mwari wedu uye Baba vedu ndeuku: kuchengeta nherera+ nechirikadzi+ pakutambudzika kwadzo,+ uye kuramba usina kusvibiswa nenyika.+
21 “Usabata mutorwa zvisina kunaka kana kumudzvinyirira,+ nekuti imi maimbova vatorwa munyika yeIjipiti.+
18 Anotonga zvakarurama nyaya dzenherera nechirikadzi+ uye anoda mutorwa,+ achimupa zvekudya nezvekupfeka.
27 Kunamata kwakachena uye kusina kusviba kuna Mwari wedu uye Baba vedu ndeuku: kuchengeta nherera+ nechirikadzi+ pakutambudzika kwadzo,+ uye kuramba usina kusvibiswa nenyika.+