-
Joshua 1:7, 8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 “Ingoshinga, usimbe kwazvo, unyatsochengeta Mutemo wese wawakarayirwa nemuranda wangu Mozisi. Usausiya uchienda kurudyi kana kuruboshwe,+ kuti uve akachenjera pane zvaunoita, kwese kwaunoenda.+ 8 Bhuku iri reMutemo harifaniri kubva pamuromo wako,+ unofanira kuriverenga nenzwi riri pasi pasi* siku nesikati, kuti unyatsochengeta zvese zvakanyorwa mariri;+ nekuti kana ukadaro zvinhu zvichakufambira zvakanaka,* uye uchava akachenjera+ pane zvaunoita.
-