RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 22:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Musauya nechero chinhu chipi chakaremara,+ nekuti hachizoiti kuti mufarirwe.

  • Dheuteronomi 17:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 “Haufaniri kubayira Jehovha Mwari wako mombe kana gwai rakaremara kana kuti rine chimwe chinhu chisina kumira zvakanaka, nekuti izvozvo zvinosemesa Jehovha Mwari wako.+

  • Maraki 1:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Pamunopa chibayiro chemhuka yakapofumara munoti: “Hazvina kuipa.” Uye pamunopa mhuka yakaremara kana inorwara munoti: “Hazvina kuipa.”’”+

      “Chimboedzai kupa gavhuna wenyu mhuka dzakadaro. Angakufarirai here, kana kuti angakugamuchirai zvakanaka here?” anodaro Jehovha wemauto.

  • VaHebheru 9:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Kana zvakadaro, ropa raKristu,+ uyo akazvipa kuna Mwari kuburikidza nemweya usingaperi asina kana pakakanganisika, ringatadza here kuchenesa hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe