RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 12:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Gwai renyu rinofanira kunge rakanaka,+ riri gondohwe rine gore rimwe chete. Munogona kusarudza gondohwe diki kana kuti mbudzi. 6 Munofanira kurichengeta kusvikira pazuva rechi14 remwedzi uno,+ uye ungano yese yaIsraeri inofanira kuriuraya panguva yerubvunzavaeni.*+

  • 2 Makoronike 35:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Josiya akapa vanhu vese vaivapo zvipfuwo zvaiti, makwayana makono nembudzi diki hono zvaisvika 30 000 nemombe 3 000 kuti zvive zvibayiro zvePaseka. Izvi zvakabva pazvinhu zvamambo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe