Eksodho 12:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “‘Vanofanira kudya nyama yacho usiku uhwu.+ Vanofanira kuita zvekuigocha voidya nechingwa chisina mbiriso+ uye nemiriwo inovava.+ 2 Makoronike 35:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Vakabika* chibayiro chePaseka pamoto maererano netsika yacho;+ uye vakabikira mipiro mitsvene muhari, mumakate, nemumapani. Vakabva vakurumidza kuuya nacho kune vamwe vanhu vese.
8 “‘Vanofanira kudya nyama yacho usiku uhwu.+ Vanofanira kuita zvekuigocha voidya nechingwa chisina mbiriso+ uye nemiriwo inovava.+
13 Vakabika* chibayiro chePaseka pamoto maererano netsika yacho;+ uye vakabikira mipiro mitsvene muhari, mumakate, nemumapani. Vakabva vakurumidza kuuya nacho kune vamwe vanhu vese.