Numeri 35:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 “‘Munhu wese anouraya mumwe munhu* anofanira kuurayiwa semhondi+ kana paine zvapupu;+ asi hapana munhu anofanira* kuurayiwa kana paine chapupu chimwe chete. Dheuteronomi 19:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Hapana chapupu chimwe chete chinofanira kupupura kuti mumwe munhu akapara mhosva kana kuti akaita chivi.+ Nyaya inofanira kutongwa papiwa uchapupu nevanhu vaviri kana vatatu.+
30 “‘Munhu wese anouraya mumwe munhu* anofanira kuurayiwa semhondi+ kana paine zvapupu;+ asi hapana munhu anofanira* kuurayiwa kana paine chapupu chimwe chete.
15 “Hapana chapupu chimwe chete chinofanira kupupura kuti mumwe munhu akapara mhosva kana kuti akaita chivi.+ Nyaya inofanira kutongwa papiwa uchapupu nevanhu vaviri kana vatatu.+